Eksodo 11:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Saka taurira vaIsiraeri vose vazvinzwe kuti munhu wese murume kana mukadzi ngaakumbire muIjipiti waakavakidzana naye kuti amupe zvinhu zvesirivha nezvendarama.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino ʋudza ʋanhu ʋanzwe, kuti murume mumŋe nomumŋe akumbire kunowokwake, nomukadzi mumŋe nomumŋe akumbire kunowokwake, ʋapiwe ɀishoŋgo ɀesirveri neɀishoŋgo ɀendarama. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Zvino udza vanhu vanzwe, kuti murume mumwe nomumwe akumbire kunowokwake, nomukadzi mumwe nomumwe akumbire kunowokwake, vapiwe zvishongo zvesirivha nezvishongo zvendarama.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Saka taurira vaIsiraeri vose vazvinzwe kuti munhu wese murume kana mukadzi ngaakumbire muIjipiti waakavakidzana naye kuti amupe zvinhu zvesirivha nezvendarama.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Saka taurira vaIsiraeri vose vazvinzwe kuti munhu wese murume kana mukadzi ngaakumbire muIjipiti waakavakidzana naye kuti amupe zvinhu zvesirivha nezvendarama.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Udza vanhu kuti varume navakadzi, pamwe chete, vakumbire vavakidzani vavo zvishongo zvesirivha nezvegoridhe.” See the chapter |