Eksodo 10:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Farao akadaidza Mosesi akati, “Chiendai zvenyu mundonamata Tenzi, vana venyu vangaendewo zvavo nemi, asi mombe nezvimwe zvipfuwo zvenyu ngazvisare.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino Farao akaɗana Mosesi, akati: Endai, mundonamata Jehova; asi makwai enyu neŋombe dzenyu ŋgadzisare; nepxere dzenyu dziŋgaenda hadzo nemi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Zvino Farao akadana Mosesi, akati, “Endai, mundonamata Jehovha; asi makwai enyu nemombe dzenyu ngadzisare; nepwere dzenyu dzingaenda hadzo nemi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Farao akadaidza Mosesi akati, “Chiendai zvenyu mundonamata Tenzi, vana venyu vangaendewo zvavo nemi, asi mombe nezvimwe zvipfuwo zvenyu ngazvisare.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Farao akadaidza Mosesi akati, “Chiendai zvenyu mundonamata Tenzi, vana venyu vangaendewo zvavo nemi, asi mombe nezvimwe zvipfuwo zvenyu ngazvisare.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ipapo Faro akadana Mozisi akati, “Endai mundonamata Jehovha. Kunyange vakadzi venyu navana vangaenda havo nemi; musiye chete makwai enyu nemombe.” See the chapter |