Eksodo 10:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Simudzira ruoko rwako mudenga kuti muIjipiti muve nerima rakati kwindindi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Tambanudzira ruʋoko rwako kuɗeŋga, rima riʋe’po panyika yeEgipita, rima riŋgaita seriŋgaɓatwa namaʋoko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Tambanudzira ruoko rwako kudenga, rima rivepo panyika yeIjipiti, rima ringaita seringabatwa namaoko.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Simudzira ruoko rwako mudenga kuti muIjipiti muve nerima rakati kwindindi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Simudzira ruoko rwako mudenga kuti muIjipiti muve nerima rakati kwindindi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Tambanudzira ruoko rwako kudenga kuti rima ripararire pamusoro peIjipiti, rima rinonzwikwa.” See the chapter |