Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Vananyamukuta ava vakapindura Farao vachiti, “Madzimai echiHebheru haana kufanana namadzimai echiIjipiti, nokuti madzimai echiHebheru akagwinya kwazvo zvokuti vananyamukuta vanozosara zvavo vosvika, ivo vatosununguka kare.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Madzimbuya akati kunaFarao: Nokuti ʋakadzi ʋaʋaHeberu haʋana‐kufanana naʋakadzi ʋaʋaEgipita, nokuti ʋanesimba; mbuya ʋasati ʋaȿika kwaʋari, ʋatopona haʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Madzimbuya akati kuna Farao, “Nokuti vakadzi vavaHebheru havana kufanana navakadzi vavaIjipiti, nokuti vane simba; mbuya vasati vasvika kwavari, vatopona havo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Vananyamukuta ava vakapindura Farao vachiti, “Madzimai echiHebheru haana kufanana namadzimai echiIjipiti, nokuti madzimai echiHebheru akagwinya kwazvo zvokuti vananyamukuta vanozosara zvavo vosvika, ivo vatosununguka kare.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Vananyamukuta ava vakapindura Farao vachiti, “Madzimai echiHebheru haana kufanana namadzimai echiIjipiti, nokuti madzimai echiHebheru akagwinya kwazvo zvokuti vananyamukuta vanozosara zvavo vosvika, ivo vatosununguka kare.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Vananyamukuta vakapindura Faro vachiti, “Vakadzi vechiHebheru havana kufanana navakadzi veIjipiti; vane simba uye vanosununguka vananyamukuta vasati vasvika.”

See the chapter Copy

Eksodo 1:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements