Danieri 9:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Imimi Tenzi Mwari wedu ndimi muridzi wetsitsi nokuregerera nokuda kokuti isu takakupandukirai See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 KunaShe Mŋari weɗu ndi’ko kunenyasha nokukaŋganwira, nokuti takamumukira; See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Kuna Ishe Mwari wedu ndiko kune nyasha nokukanganwira, nokuti takamumukira; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Imimi Tenzi Mwari wedu ndimi muridzi wetsitsi nokuregerera nokuda kokuti isu takakupandukirai See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ishe Mwari wedu ndiye ane ngoni uye anokanganwira, kunyange dai takamumukira. See the chapterShona BIBLE9 Kuna Ishe Mwari wedu ndiko kune nyasha nokukanganwira, nokuti takamumukira; See the chapter |