Online Bible

- Advertisements -

Danieri 8:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Nokudaro iye akaswedera pandaiva ndimire. Paakasvika kudaro, zvakandityisa ndikawira pasi nouso. Asi iye akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu inzwa unzwe, chiratidzo ichi ndechenguva yokupedzesera chaiyo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ipapo akasweɗera kwandakaŋga ndimire; ɀino wakati aciȿika, ndikatya, ndokuwira pasi neciso caŋgu; asi wakati kwandiri: Cinzwisisa, iwe mŋanakomana womunhu, nokuti ɀawakaratidzwa ndeɀeŋguʋa yokupedzisira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Ipapo akaswedera kwandakanga ndimire; zvino akati achisvika, ndikatya, ndokuwira pasi nechiso changu; asi akati kwandiri, ‘Chinzwisisa, iwe Mwanakomana womunhu, nokuti zvawakaratidzwa ndezvenguva yokupedzisira.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Nokudaro iye akaswedera pandaiva ndimire. Paakasvika kudaro, zvakandityisa ndikawira pasi nouso. Asi iye akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu inzwa unzwe, chiratidzo ichi ndechenguva yokupedzesera chaiyo.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Paakaswedera panzvimbo yandakanga ndimire, ndakatya ndikawira pasi nechiso changu. Iye akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, nzwisisa kuti chiratidzo ichi ndechenguva yokupedzisira.”

See the chapter Copy

Shona BIBLE

17 Ipapo akaswedera kwandakanga ndimire; zvino akati achisvika, ndikatya, ndokuwira pasi nechiso changu; asi akati kwandiri, ‘Chinzwisisa, iwe Mwanakomana womunhu, nokuti zvawakaratidzwa ndezvenguva yokupedzisira.’

See the chapter Copy

Danieri 8:17

Follow us:

Advertisements

Advertisements