Danieri 7:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Pano ndipo pakaperera nyaya iyoyi. Asi ini Dhanieri ndakadumbirwa kwazvo nendangariro dzangu ndikasanduka ruvara, asi ndakangozvichengeta mumwoyo mangu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ndi’ko kuguma kweshoko. Kana ndiri’ni Danieri, pfuŋgwa dzaŋgu dzakandivundusa kwaɀo, ciso caŋgu cikashandurwa mukati maŋgu; asi ndakaceŋgeta shoko iri mumŋoyo maŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 “Ndiko kuguma kweshoko. Kana ndirini Dhanieri, pfungwa dzangu dzakandivhundusa kwazvo, chiso changu chikashandurwa mukati mangu; asi ndakachengeta shoko iri mumwoyo mangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 “Pano ndipo pakaperera nyaya iyoyi. Asi ini Dhanieri ndakadumbirwa kwazvo nendangariro dzangu ndikasanduka ruvara, asi ndakangozvichengeta mumwoyo mangu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Aya ndiwo magumo enyaya. Ini, Dhanieri, ndakatambudzika zvikuru nepfungwa dzangu, uye uso hwangu hwakatsvukuruka, asi ndakachengeta nyaya iyi mumwoyo mangu.” See the chapterShona BIBLE28 “Ndiko kuguma kweshoko. Kana ndirini Dhanieri, pfungwa dzangu dzakandivhundusa kwazvo, chiso changu chikashandurwa mukati mangu; asi ndakachengeta shoko iri mumwoyo mangu. See the chapter |