Danieri 7:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 ‘Zvikara zvina zvikuru izvozvi, madzimambo mana achamuka panyika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mhuka idzi huru, idzo inna, ndiwo madzimambo manna acamuka panyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Mhuka idzi huru, idzo ina, ndiwo madzimambo mana achamuka panyika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 ‘Zvikara zvina zvikuru izvozvi, madzimambo mana achamuka panyika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 ‘Mhuka huru ina ndidzo umambo huna huchamuka panyika. See the chapterShona BIBLE17 Mhuka idzi huru, idzo ina, ndiwo madzimambo mana achamuka panyika. See the chapter |