Danieri 6:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvino imi mambo chiitai chirevo ichocho musaine gwaro iroro kuti zvirege kuzosandurwa maererano nomutemo wavaMidhi navaPezhia usingasanduriki.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino citemai cireʋo, imi mambo, muise zita renyu parunyoro, kuti cirege kuzoshandurwa, nomurairo waʋaMedia naʋaPersia usiŋgashandurwi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Zvino chitemai chirevo, imi mambo, muise zita renyu parunyoro, kuti chirege kuzoshandurwa, nomurayiro wavaMedhia navaPeresia usingashandurwi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvino imi mambo chiitai chirevo ichocho musaine gwaro iroro kuti zvirege kuzosandurwa maererano nomutemo wavaMidhi navaPezhia usingasanduriki.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvino, imi mambo isai chirevo uye muchinyore kuitira chirege kushandurwa zvinoenderana nemirayiro yavaMedhia navaPezhia, usingagoni kushandurwa.” See the chapterShona BIBLE8 Zvino chitemai chirevo, imi mambo, muise zita renyu parunyoro, kuti chirege kuzoshandurwa, nomurairo wavaMedhia navaPeresia usingashandurwi.” See the chapter |