Online Bible

- Advertisements -

Danieri 6:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ipapo madzichangamire iwayo namadzishe akabvumirana kuenda kuna mambo vakati kwaari, “Mambo Dhariusi! Garirai kure nomoto.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ipapo ʋakuru aʋa namacinda ʋakaʋuŋganira kunamambo ʋari ʋazhinji, ʋakati kwaari: Mambo Dariusi, raramai nokusiŋgaperi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Ipapo vakuru ava namachinda vakaunganira kuna mambo vari vazhinji, vakati kwaari, “Mambo Dhariusi, raramai nokusingaperi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Ipapo madzichangamire iwayo namadzishe akabvumirana kuenda kuna mambo vakati kwaari, “Mambo Dhariusi! Garirai kure nomoto.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Saka vakuru namachinda vakaenda vose pamwe chete kuna mambo vakandoti, “Haiwa Mambo Dhariasi, raramai nokusingaperi!

See the chapter Copy

Shona BIBLE

6 Ipapo vakuru ava namachinda vakaunganira kuna mambo vari vazhinji, vakati kwaari, “Mambo Dhariusi, raramai nokusingaperi.

See the chapter Copy

Danieri 6:6

Follow us:

Advertisements

Advertisements