Danieri 6:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Varume ivavo vakazonyeverana kuti, “Imika; hatimbowana mhosva yokupomera nayo Dhanieri uyu kusatoti taiwana mune zvomutemo waMwari wake.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino ʋarume aʋa ʋakati: Hatiŋgatoŋgowani shoko pamsoro paDanieri uyu, kana tisiŋgamutȿakiri iro pamsoro pomurairo waMŋari wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Zvino varume ava vakati, “Hatingatongowani shoko pamusoro paDhanieri uyu, kana tisingamutsvakiri iro pamusoro pomurayiro waMwari wake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Varume ivavo vakazonyeverana kuti, “Imika; hatimbowana mhosva yokupomera nayo Dhanieri uyu kusatoti taiwana mune zvomutemo waMwari wake.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Pakupedzisira varume ava vakati, “Hatingambowani hwaro hwokupomera Dhanieri mhosva kunze kwechinhu chine chokuita nezvomurayiro waMwari wake.” See the chapterShona BIBLE5 Zvino varume ava vakati, “Hatingatongowani shoko pamusoro paDhanieri uyu, kana tisingamutsvakiri iro pamusoro pomurairo waMwari wake.” See the chapter |