Danieri 6:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mambo akaenda kumuzinda kwake akararirotsanya usiku ihwohwo zvokumbomuvaraidza zviya pasina, hope dzikamutiza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ipapo mambo akaenda kuimba yake yoʋushe, akaʋata aciɀinyima ɀokudya; kunyaŋge neɀinoridzwa ɀipi neɀipi haɀina‐kuʋuyiswa pamberi pake; hope dzake dzikatiza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Ipapo mambo akaenda kuimba yake youshe, akavata achizvinyima zvokudya; kunyange nezvinoridzwa zvipi nezvipi hazvina kuuyiswa pamberi pake; hope dzake dzikatiza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mambo akaenda kumuzinda kwake akararirotsanya usiku ihwohwo zvokumbomuvaraidza zviya pasina, hope dzikamutiza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo mambo akadzokera kumuzinda wake akavata usiku hwose asina kudya uye hakuna chinhu chipi chaivaraidza chakauyiswa kwaari. Uye akashayiwa hope. See the chapterShona BIBLE18 Ipapo mambo akaenda kuimba yake youshe, akavata achizvinyima zvokudya; kunyangwe nezvinoridzwa zvipi nezvipi hazvina kuuyiswa pamberi pake; hope dzake dzikatiza. See the chapter |