Online Bible

- Advertisements -

Danieri 6:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Ipapo mambo akati atorwe, Dhanieri akatorwa akakandwa mugomba reshumba. Mambo akati kuna Dhanieri, “Dai iye Mwari wako waunoramba uchinamata angokununura.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ipapo mambo wakaraira, ʋakaʋuya naDanieri ʋakamuwisira mugomba reshumba. Mambo akataura, akati kunaDanieri: Mŋari wako waunosishumira ŋguʋa dzose, ucakurwira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ipapo mambo akarayira, vakauya naDhanieri vakamuwisira mugomba reshumba. Mambo akataura, akati kuna Dhanieri, “Mwari wako waunosishumira nguva dzose, achakurwira.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Ipapo mambo akati atorwe, Dhanieri akatorwa akakandwa mugomba reshumba. Mambo akati kuna Dhanieri, “Dai iye Mwari wako waunoramba uchinamata angokununura.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Saka mambo akarayira, akauyisa Dhanieri ndokumukanda mugomba reshumba. Mambo akati kuna Dhanieri, “Mwari wako, waunoramba uchishumira, ngaakurwire!”

See the chapter Copy

Shona BIBLE

16 Ipapo mambo akarayira, vakauya naDhanieri vakamuwisira mugomba reshumba. Mambo akataura, akati kuna Dhanieri, “Mwari wako waunosishumira nguva dzose, achakurwira.”

See the chapter Copy

Danieri 6:16

Follow us:

Advertisements

Advertisements