Danieri 6:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Dhariusi akaona chiri chinhu chakanaka chokuti agadze madzishe zana namakumi maviri munyika youmambo hwake kuti vave munyika yose zvayo youmambo ihwohwo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Dariusi wakaʋona kuti ɀakanaka kugadza macinda anezana namakumi maʋiri paʋushe bgake, ʋaifanira kuʋa paʋushe bgose; See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Dhariusi akaona kuti zvakanaka kugadza machinda ane zana namakumi maviri paushe hwake, vaifanira kuva paushe hwose; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Dhariusi akaona chiri chinhu chakanaka chokuti agadze madzishe zana namakumi maviri munyika youmambo hwake kuti vave munyika yose zvayo youmambo ihwohwo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvakafadza Dhariasi kugadza machinda zana namakumi maviri kuti vatonge muushe hwose, See the chapterShona BIBLE1 Zvino Dhariusi akaona kuti zvakanaka kugadza machinda ane zana namakumi maviri paushe hwake, vaifanira kuva paushe hwose; See the chapter |