Online Bible

- Advertisements -




Danieri 5:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Zvino iwe mwanakomana wake, iwe Bherishaza hauna kuzvidukupisa kunyangwe, zvose izvozvi waizviziva hako.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Asi imi Bershazari mŋanakomana wake, hamuna‐kuɀininipisa nomŋoyo wenyu, kunyaŋge makaŋga muciɀiziʋa ɀose,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Asi imi Bheshazari mwanakomana wake, hamuna kuzvininipisa nomwoyo wenyu, kunyange makanga muchizviziva zvose,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Zvino iwe mwanakomana wake, iwe Bherishaza hauna kuzvidukupisa kunyangwe, zvose izvozvi waizviziva hako.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 “Asi imi mwanakomana wake, imi Bherishazari, hamuna kuzvininipisa, kunyange maiziva henyu chinhu ichi.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

22 Asi imi Bheshazari mwanakomana wake, hamuna kuzvininipisa nomwoyo wenyu, kunyangwe makanga muchizviziva zvose,

See the chapter Copy




Danieri 5:22

Follow us:

Advertisements


Advertisements