Online Bible

- Advertisements -

Danieri 5:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Asi pavakazongozvitutumadza vakaomesa mwoyo kuita kwavo kukabva kwava kwokuzvikudza, vakabviswa pachigaro chavo choumambo vakatorerwa mbiri yavo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Asi mŋoyo wake wakati uciɀikudza, nomŋeya wake uciɀiwomesa, kuȿikira aciita manyawi, wakabviswa pacigaro cake coʋushe, ʋakamutorera kubginya kwake;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Asi mwoyo wake wakati uchizvikudza, nomweya wake uchizviomesa, kusvikira achiita manyawi, akabviswa pachigaro chake choushe, vakamutorera kubwinya kwake;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Asi pavakazongozvitutumadza vakaomesa mwoyo kuita kwavo kukabva kwava kwokuzvikudza, vakabviswa pachigaro chavo choumambo vakatorerwa mbiri yavo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Asi mwoyo wake wakati wazvikudza uye waomeswa nokuzvikudza, akabviswa pachigaro chake choushe vakamutorera kukudzwa kwake.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

20 Asi mwoyo wake wakati uchizvikudza, nomweya wake uchizviomesa, kusvikira achiita manyawi, akabviswa pachigaro chake choushe, vakamutorera kubwinya kwake;

See the chapter Copy

Danieri 5:20

Follow us:

Advertisements

Advertisements