Danieri 5:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Bherishaza paakaravira waini, akatuma vanhu kuti vaunze midziyo yendarama neyesirivha iya yakanga yapambwa naNebhukadhineza baba wake muTemberi kuJerusaremu kuitira kuti iye mambo namadzishe ake nevakadzi vake navarongo vake vanwire mumidziyo iyoyo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino Bershazari, wakati aɓatwa newaini, akaraira kuti ʋaʋuye nemidziyo yendarama nesirveri, yakaŋga yabviswa naɓaɓa ʋake Nebukadnezari patembere yaiʋa paJerusarema, kuti iye mambo namadzishe ake naʋakadzi ʋake naʋaroŋgo ʋake ʋanwe nayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Zvino Bheshazari, akati abatwa newaini, akarayira kuti vauye nemidziyo yendarama neyesirivha, yakanga yabviswa nababa vake Nebhukadhinezari patemberi yaiva muJerusaremu, kuti iye mambo namadzishe ake navakadzi vake navarongo vake vanwe nayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Bherishaza paakaravira waini, akatuma vanhu kuti vaunze midziyo yendarama neyesirivha iya yakanga yapambwa naNebhukadhineza baba wake muTemberi kuJerusaremu kuitira kuti iye mambo namadzishe ake nevakadzi vake navarongo vake vanwire mumidziyo iyoyo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Bherishazari achiri kunwa waini yake, akarayira kuti vauyise midziyo yegoridhe neyesirivha iya yakanga yatorwa nababa vake Nebhukadhinezari kubva kutemberi yokuJerusarema, kuitira kuti mambo namakurukota ake, navakadzi vake uye navarongo vake vanwiremo. See the chapterShona BIBLE2 Zvino Bheshazari, akati abatwa newaini, akarayira kuti vauye nemidziyo yendarama neyesirivha, yakanga yabviswa nababa vake Nebhukadhineza patemberi yaiva muJerusaremu, kuti iye mambo namadzishe ake navakadzi vake navarongo vake vanwe nayo. See the chapter |