Danieri 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vamaminimini navamapipi navaKaridhea nenyanzvi dzokufembera nenyenyedzi, vakapinda, ini ndikavarondedzera hope dzangu. Asi havana kugona kundizivisa zvadzinoreva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo ʋakacenjera neŋaŋga naʋaKardea naʋafemberi ʋakaʋuya, ndikaʋaʋudza kurota kwaŋgu, asi haʋana‐kundiziʋisa kuɗudzirwa kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Ipapo vakachenjera nen’anga navaKaradhea navafemberi vakuya, ndikavaudza kurota kwangu, asi havana kundizivisa kududzirwa kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vamaminimini navamapipi navaKaridhea nenyanzvi dzokufembera nenyenyedzi, vakapinda, ini ndikavarondedzera hope dzangu. Asi havana kugona kundizivisa zvadzinoreva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nʼanga, navaya vanofarira mazango, navazivi vezvenyeredzi navafemberi vakati vauya, ndakavaudza kurota kwangu, asi havana kugona kundidudzira. See the chapterShona BIBLE7 Ipapo vakachenjera nen'anga navaKaradhia navafemberi vakuya, ndikavaudza kurota kwangu, asi havana kundizivisa kududzirwa kwazvo. See the chapter |