Online Bible

- Advertisements -

Danieri 4:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ipapo Dhanieri wokutumidzwa zita rokunzi Bheriteshaza uya akambodumbirwa nazvo kwekanguva; pfungwa dzikamunetsa mumwoyo. Mambo akabva ati, “Bheriteshaza rega kunetseka nehope idzodzi kana nedudziro yadzo. Bheriteshaza ndokuti, ‘Changamire wangu dai zvazvo hope idzi nedudziro yadzo zvananga vanhu vanokuvengai.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino Danieri, wakaŋga anezita rinonzi Berteshazari, wakashaiwa shoko ciŋguʋa ciɗuku, pfuŋgwa dzake dzikamuvundusa. Mambo akapindura, akati: Berteshazari, kurota uku nokuɗudzirwa kwaɀo ŋgaɀirege kukuvundusa. Berteshazari akapindura, akati: Ishe waŋgu, kurota uku ŋgakuitirwe ʋanokuʋeŋgai, nokuɗudzirwa kwaɀo ʋadziʋisi ʋenyu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino Dhanieri, akanga ane zita rinonzi Bheteshazari, akashayiwa shoko chinguva chiduku, pfungwa dzake dzikamuvhundusa. Mambo akapindura, akati, “Bheteshazari, kurota uku nokududzirwa kwazvo ngazvirege kukuvhundusa.” Bheteshazari akapindura, akati, “Ishe wangu, kurota uku ngakuitirwe vanokuvengai, nokududzirwa kwazvo vadzivisi venyu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Ipapo Dhanieri wokutumidzwa zita rokunzi Bheriteshaza uya akambodumbirwa nazvo kwekanguva; pfungwa dzikamunetsa mumwoyo. Mambo akabva ati, “Bheriteshaza rega kunetseka nehope idzodzi kana nedudziro yadzo. Bheriteshaza ndokuti, ‘Changamire wangu dai zvazvo hope idzi nedudziro yadzo zvananga vanhu vanokuvengai.’

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ipapo Dhanieri (ndiyewo Bheriteshazari) akakatyamara zvikuru kwechinguva uye pfungwa dzake dzakamuvhundutsa. Saka mambo akati kwaari, “Bheriteshazari, kurota uku kana zvakunoreva ngakurege kukuvhundutsa.” Bheriteshazari akapindura achiti, “Ishe wangu, dai chete kurota uku kwareva vavengi venyu nedudziro yacho vadzivisi venyu!

See the chapter Copy

Shona BIBLE

19 Zvino Dhanieri, akanga ane zita rinonzi Bheteshazari, akashayiwa shoko chinguva chiduku, pfungwa dzake dzikamuvhundusa. Mambo akapindura, akati, “Bheteshazari, kurota uku nokududzirwa kwazvo ngazvirege kukuvhundusa.” Bheteshazari akapindura, akati, “Ishe wangu, kurota uku ngakuitirwe vanokuvengai, nokududzirwa kwazvo vadzivisi venyu.

See the chapter Copy

Danieri 4:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements