Danieri 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Regai ambosandurwa pfungwa apiwe pfungwa dzomhuka zvayo kumbopera makore manomwe akadaro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 mŋoyo wake ŋgaushandurwe, urege kuʋa womunhu, apiwe mŋoyo wemhuka, ŋguʋa nomŋe dzipere ari’po. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 mwoyo wake ngaushandurwe, urege kuva womunhu, apiwe mwoyo wemhuka, nguva nomwe dzipere aripo.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Regai ambosandurwa pfungwa apiwe pfungwa dzomhuka zvayo kumbopera makore manomwe akadaro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Pfungwa dzake ngadzishandurwe kubva pane dzomunhu uye ngaapiwe pfungwa dzemhuka, kusvikira nguva nomwe dzamuperera. See the chapterShona BIBLE16 mwoyo wake ngaushandurwe, urege kuva womunhu, apiwe mwoyo wemhuka, nguva nomwe dzipere aripo.’ See the chapter |