Danieri 4:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Muti iwoyo wakakura ukasimba ukaita nhungamakore chaiyo kureba uchitoonekwa kwose nekwakaperera nyika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Muti ukakura, ukasimba, kureɓa kwawo kukaȿika kuɗeŋga, ʋuye wakaŋga uciʋonekwa kuȿikira kumigumo yenyika yose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Muti ukakura, ukasimba, kureba kwawo kukasvika kudenga, uye wakanga uchionekwa kusvikira kumigumo yenyika yose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Muti iwoyo wakakura ukasimba ukaita nhungamakore chaiyo kureba uchitoonekwa kwose nekwakaperera nyika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Muti wakakura ukasimba uye manhengenya awo aisvika kudenga; wakanga uchioneka kusvika kumigumo yenyika. See the chapterShona BIBLE11 Muti ukakura, ukasimba, kureba kwawo kukasvika kudenga, uye wakanga uchionekwa kusvikira kumigumo yenyika yose. See the chapter |