Danieri 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, pakarepo anobva atokandwa muvira romoto unopisa kwazvo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 aninani usiŋgawiri pasi acinamata, neŋguʋa iyo ucawisirwa mukati mecoto comŋoto unopfuta kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 ani naani asingawiri pasi achinamata, nenguva iyo achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, pakarepo anobva atokandwa muvira romoto unopisa kwazvo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ani naani asingawiri pasi achinamata achakandwa muvira romoto pakarepo.” See the chapterShona BIBLE6 ani naani asingawiri pasi achinamata, nenguva iyo achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo.” See the chapter |