Online Bible

- Advertisements -




Danieri 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Nebhukadhineza akabva apenga nehasha akati Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vaunzwe. Vanhu vakaenda navarume ivava pana mambo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ipapo Nebukadnezari akaraira nehasha nokutsamŋa kwake kuti Shadraki naMeshaki naAbedi‐nego ʋaʋuyiswe. Ɀino ʋakaʋuyisa ʋarume aʋa pamberi pamambo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ipapo Nebhukadhinezari akarayira nehasha nokutsamwa kwake kuti Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vauyiswe. Zvino vakauyisa varume ava pamberi pamambo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Nebhukadhineza akabva apenga nehasha akati Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vaunzwe. Vanhu vakaenda navarume ivava pana mambo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Nebhukadhinezari azere nehasha, akarayira kuti Shadhireki, Meshaki naAbhedhinego vauye. Saka varume ava vakauyiswa pamberi pamambo,

See the chapter Copy

Shona BIBLE

13 Ipapo Nebhukadhineza akarayira nehasha nokutsamwa kwake kuti Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vauyiswe. Zvino vakauyisa varume ava pamberi pamambo.

See the chapter Copy




Danieri 3:13

Follow us:

Advertisements


Advertisements