Danieri 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 muchiti kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, anofanira kukandwa muvira remoto unopisa kwazvo? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 asi aninani usiŋgawiri pasi acinamata, ucawisirwa mukati mecoto comŋoto unopfuta kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 asi ani naani asingawiri pasi achinamata, achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 muchiti kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, anofanira kukandwa muvira remoto unopisa kwazvo? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 uye kuti ani naani asingawiri pasi akanamata achakandwa muvira romoto. See the chapterShona BIBLE11 asi ani naani asingawiri pasi achinamata, achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo. See the chapter |