Online Bible

- Advertisements -

Danieri 2:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 mumaoko menyu ndimo makaiswa, vanhu nomhuka dzesango neshiri dzedenga, kwose kwose ikoko kwazvigere, akakuitai kuti muve nohutongi hwazvo zvose izvozvo. Musoro wendarama uya, ndimi wacho.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 pose panogara ʋana ʋaʋanhu, wakaisa paruʋoko rwenyu mhuka dzeɓundo neshiri dzokuɗeŋga, akakuitai muɓati waɀo ɀose; imi ndimi musoro wendarama.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

38 pose panogara vana vavanhu, wakaisa paruoko rwenyu mhuka dzesango neshiri dzokudenga, akakuitai mubati wazvo zvose; imi ndimi musoro wendarama.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 mumaoko menyu ndimo makaiswa, vanhu nomhuka dzesango neshiri dzedenga, kwose kwose ikoko kwazvigere, akakuitai kuti muve nohutongi hwazvo zvose izvozvo. Musoro wendarama uya, ndimi wacho.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 akaisa marudzi avanhu mumaoko enyu nezvikara zvenyika neshiri dzedenga. Akakuitai mutongi pamusoro pazvo, pose pazvinogara. Ndimi musoro uya wegoridhe.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

38 pose panogara vana vavanhu, wakaisa paruoko rwenyu mhuka dzesango neshiri dzokudenga, akakuitai mubati wazvo zvose; imi ndimi musoro wendarama.

See the chapter Copy

Danieri 2:38

Follow us:

Advertisements

Advertisements