Danieri 2:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 “Idzodzi ndidzo hope dzacho idzi. Zvino tochikutaurirai, mambo, zvadzinoreva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ndiɀo ɀamakarota; ɀino ticaɀiɗudzira pamberi pamambo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 “Ndizvo zvamakarota; zvino tichazvidudzira pamberi pamambo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 “Idzodzi ndidzo hope dzacho idzi. Zvino tochikutaurirai, mambo, zvadzinoreva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 “Uku ndiko kwaiva kurota kwenyu, uye zvino tichakududzira kwamuri mambo. See the chapterShona BIBLE36 “Ndizvo zvamakarota; zvino tichazvidudzira pamberi pamambo. See the chapter |