Danieri 2:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Musoro wezimufananidzo irori wakanga uri wendarama chaiyo yakanakisisa, dundundu raro namaoko ari esirivha, dumbu racho nezvidya zvakanga zviri zvendarira, makumbo aro ari esimbi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Kana ciri cifananidzo ici, musoro waco wakaŋga uri wendarama yakaiȿo‐naka, cifuʋa caco namaʋoko aco ɀakaŋga ɀiri ɀesirveri, ɗumbu raco neciʋuno caco ɀakaŋga ɀiri ɀendarira, See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Kana chiri chifananidzo ichi, musoro wacho wakanga uri wendarama yakaisvo‐naka, chipfuva chacho namaoko acho zvakanga zviri zvesirivha, dumbu racho nechiuno chacho zvakanga zviri zvendarira, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Musoro wezimufananidzo irori wakanga uri wendarama chaiyo yakanakisisa, dundundu raro namaoko ari esirivha, dumbu racho nezvidya zvakanga zviri zvendarira, makumbo aro ari esimbi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Musoro wechifananidzo ichi wakanga wakaitwa negoridhe rakanatswa, chipfuva chacho namaoko zvakanga zviri zvesirivha; dumbu racho nezvidyiro zvaiva zvendarira, See the chapterShona BIBLE32 Kana chiri chifananidzo ichi, musoro wacho wakanga uri wendarama yakaisvo–naka, chipfuva chacho namaoko acho zvakanga zviri zvesirivha, dumbu racho nechiuno chacho zvakanga zviri zvendarira, See the chapter |