Online Bible

- Advertisements -




Danieri 2:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 “Mambo, imi makatarisa mukaona, hero zimufananidzo guru. Zimufananidzo iroro rakanga rakasimba chaizvo richipenya zvakanyanyisa kwazvo rimire mberi kwenyu richityisa kutarisa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Imi mambo makatarira, mukaʋona cifananidzo cikuru. Cifananidzo ici, caiʋa cikuru kwaɀo, caiʋa nokubginya kwakaiȿo‐naka, cakaŋga cimire pamberi penyu; cakaŋga cicityisa pakuʋonekwa kwaco.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

31 “Imi mambo makatarira, mukaona chifananidzo chikuru. Chifananidzo ichi, chaiva chikuru kwazvo, chaiva nokubwinya kwakaisvo‐naka, chakanga chimire pamberi penyu; chakanga chichityisa pakuonekwa kwacho.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 “Mambo, imi makatarisa mukaona, hero zimufananidzo guru. Zimufananidzo iroro rakanga rakasimba chaizvo richipenya zvakanyanyisa kwazvo rimire mberi kwenyu richityisa kutarisa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 “Imi mambo, makatarira, uye ipapo pamberi penyu pakanga pamire chifananidzo, chakakura kwazvo, chaibwinya, chaityisa pakuonekwa kwacho.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

31 “Imi mambo makatarira, mukaona chifananidzo chikuru. Chifananidzo ichi, chaiva chikuru kwazvo, chaiva nokubwinya kwakaisvo–naka, chakanga chimire pamberi penyu; chakanga chichityisa pakuonekwa kwacho.

See the chapter Copy




Danieri 2:31

Follow us:

Advertisements


Advertisements