Danieri 2:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo akavati, “Ndarota hope, zvino ndiri kutambura mumwoyo mangu kuti ndizive hope dzacho.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mambo akati kwaʋari: Ndarota hope, ɀino mŋeya waŋgu unotambudzika ndiciti ndinzwisise kurota kwaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Mambo akati kwavari, “Ndarota hope, zvino mweya wangu unotambudzika ndichiti ndinzwisise kurota kwangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo akavati, “Ndarota hope, zvino ndiri kutambura mumwoyo mangu kuti ndizive hope dzacho.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 iye akati kwavari, “Ndakarota hope dzinonditambudza zvino ndinoda kuziva zvadzinoreva.” See the chapterShona BIBLE3 Mambo akati kwavari, “Ndarota hope, zvino mweya wangu unotambudzika ndichiti ndinzwisise kurota kwangu.” See the chapter |