Danieri 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akavataurira kuti vakumbire Mwari Wedenga agovanzwirawo tsitsi nezvechinhu chakavanzika ichi, kuitira kuti Dhanieri neshamwari dzake varege kuparadzwa pamwechete navamwe vangwaru vose veBhabhironi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 kuti ʋakumbire nyasha kunaMŋari wokuɗeŋga pamsoro pecinhu ici cakaʋanzika, kuti Danieri neshamŋari dzake ʋarege kuparadzwa pamŋe cete naʋamŋe ʋacenjeri ʋeBabironi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 kuti vakumbire nyasha kuna Mwari wokudenga pamusoro pechinhu ichi chakavanzika, kuti Dhanieri neshamwari dzake varege kuparadzwa pamwechete navamwe vachenjeri veBhabhironi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Akavataurira kuti vakumbire Mwari Wedenga agovanzwirawo tsitsi nezvechinhu chakavanzika ichi, kuitira kuti Dhanieri neshamwari dzake varege kuparadzwa pamwechete navamwe vangwaru vose veBhabhironi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Akavakurudzira kuti vakumbire nyasha kubva kuna Mwari wokudenga pamusoro pechakavanzika ichi, kuitira kuti iye neshamwari dzake varege kuurayiwa pamwe chete navakachenjera veBhabhironi. See the chapterShona BIBLE18 kuti vakumbire nyasha kuna Mwari wokudenga pamusoro pechinhu ichi chakavanzika, kuti Dhanieri neshamwari dzake varege kuparadzwa pamwechete navamwe vachenjeri veBhabhironi. See the chapter |