Danieri 12:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kunzwa ndakanzwa asi handina kunzwisisa. Ndipo pandakati, “Nhai changamire wangu. Zvinhu izvozvo zvichaperera mukuita sei?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndikanzwa, asi handinakuɀinzwisisa; ipapo ndikati: Haiwa ishe waŋgu, kupera kweɀinhu iɀi ndokweiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 “Ndikanzwa, asi handina kuzvinzwisisa; ipapo ndikati, ‘Aiwa ishe wangu, kupera kwezvinhu izvi ndokweiko?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kunzwa ndakanzwa asi handina kunzwisisa. Ndipo pandakati, “Nhai changamire wangu. Zvinhu izvozvo zvichaperera mukuita sei?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndakanzwa, asi handina kunzwisisa. Saka ndakabvunza ndikati, “Ishe wangu, zvinhu zvose izvi zvichaguma seiko?” See the chapterShona BIBLE8 “Ndikanzwa, asi handina kuzvinzwisisa; ipapo ndikati, ‘Aiwa ishe wangu, kupera kwezvinhu izvi ndokweiko?’ See the chapter |