Online Bible

- Advertisements -




Danieri 12:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 “Asi iwe Dhanieri viga mashoko aya unamire bhuku racho kusvikira nguva yokuguma, vazhinji vachatsvagurudza uye ruzivo ruchawedzerwa.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Asi iwe Danieri, ʋanza mashoko, unamire buku necisimbiso, kuȿikira kuŋguʋa yokupedzisira; ʋazhinji ʋacamhanya pose‐pose, neziʋo icawanda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 “Asi iwe Dhanieri, vanza mashoko, unamire bhuku rechisimbiso, kusvikira kunguva yokupedzisira; vazhinji vachamhanya pose‐pose, nezivo ichawanda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 “Asi iwe Dhanieri viga mashoko aya unamire bhuku racho kusvikira nguva yokuguma, vazhinji vachatsvagurudza uye ruzivo ruchawedzerwa.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Asi iwe, Dhanieri, vhara uye uname mashoko orugwaro kusvikira pamazuva okupedzisira. Vazhinji vachaenda kwose kwose kuti vawedzere zivo.”

See the chapter Copy

Shona BIBLE

4 “Asi iwe Dhanieri, vanza mashoko, unamire bhuku rechisimbiso, kusvikira kunguva yokupedzisira; vazhinji vachamhanya pose–pose, nezivo ichawanda.

See the chapter Copy




Danieri 12:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements