Danieri 12:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Kubvira panguva icharegeswa mupiro wokupisa uye pachamiswa chimwe chisingambodiwa zvacho naMwari chinon'oresa chiya, pachaita chiuru chimwechete chamazuva china mazuva mazana maviri namakumi mapfumbamwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kubva paŋguʋa yokubviswa kwecipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, nokumutswa kwecinonyaŋgadza cinoparadza, ɀicaita mazuʋa anecuru cimŋe namazana maʋiri namakumi mapfumbamŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 “Kubva panguva yokubviswa kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nokumutswa kwechifananidzo chinonyangadza chinoparadza, zvichaita mazuva ane chiuru chimwe namazana maviri namakumi mapfumbamwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Kubvira panguva icharegeswa mupiro wokupisa uye pachamiswa chimwe chisingambodiwa zvacho naMwari chinon'oresa chiya, pachaita chiuru chimwechete chamazuva china mazuva mazana maviri namakumi mapfumbamwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Kubva panguva ichadziviswa chibayiro chamazuva ose nokumiswa kwechinhu chinonyangadza chinouyisa kuparadzwa, pachava namazuva chiuru chine zana namakumi mapfumbamwe. See the chapterShona BIBLE11 “Kubva panguva yokubviswa kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nokumutswa kwechifananidzo chinonyangadza chinoparadza, zvichaita mazuva ane chiuru chimwe namazana maviri namakumi mapfumbamwe. See the chapter |