Danieri 12:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vazhinji vachazvichenura vachinyatsozvichenesa vagova vanhu vakanatswa, asi vakaipa vachaita zvakaipa. Hapana wakaipa achanzwisisa, asi vangwaru vachanzwisisa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋazhinji ʋacaɀinatsa nokuɀicenesa nokubviswa tȿina, asi ʋakaipa ʋacaita ɀakaipa; hakuna pakati paʋakaipa ucanzwisisa, asi ʋakacenjera ndiʋo ʋacanzwisisa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Vazhinji vachazvinatsa nokuzvichenesa nokubviswa tsvina, asi vakaipa vachaita zvakaipa; hakuna pakati pavakaipa achanzwisisa, asi vakachenjera ndivo vachanzwisisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vazhinji vachazvichenura vachinyatsozvichenesa vagova vanhu vakanatswa, asi vakaipa vachaita zvakaipa. Hapana wakaipa achanzwisisa, asi vangwaru vachanzwisisa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vazhinji vachacheneswa, vasina gwapa, uye vachanatswa, asi vakaipa vacharamba vakaipa. Hakuna achanzwisisa. See the chapterShona BIBLE10 Vazhinji vachazvinatsa nokuzvichenesa nokubviswa tsvina, asi vakaipa vachaita zvakaipa; hakuna pakati pavakaipa achanzwisisa, asi vakachenjera ndivo vachanzwisisa. See the chapter |