Danieri 11:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Iye acharemekedza mwari wamaguta nenhare yokuzvidzivirira nayo muhondo panzvimbo paivava, mwari akanga asingazikanwi namadzitateguru ake iyewo ndiye waachatoremekedza nendarama nesirivha namatombo anokosha nezvipo zvinodaidza mari yakawanda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Asi panɀimbo yaɀo ucakudza mŋari wenhare; mŋari wakaŋga asiŋgazikanwi namadziɓaɓa ake, ndiye waacakudza nendarama nesirveri namabge anokosha neɀinhu ɀinoɗikanwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Asi panzvimbo yazvo achakudza mwari wenhare; mwari wakanga asingazikanwi namadzibaba ake, ndiye waachakudza nendarama nesirivha namabwe anokosha nezvinhu zvinodikanwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Iye acharemekedza mwari wamaguta nenhare yokuzvidzivirira nayo muhondo panzvimbo paivava, mwari akanga asingazikanwi namadzitateguru ake iyewo ndiye waachatoremekedza nendarama nesirivha namatombo anokosha nezvipo zvinodaidza mari yakawanda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Pachinzvimbo chazvo, achakudza mwari wenhare; achakudza negoridhe nesirivha namatombo anokosha, nezvipo zvomutengo wapamusoro, mwari akanga asingazivikanwi namadzibaba ake. See the chapterShona BIBLE38 Asi panzvimbo yazvo achakudza mwari wenhare; mwari wakanga asingazikanwi namadzibaba ake, ndiye waachakudza nendarama nesirivha namabwe anokosha nezvinhu zvinodikanwa. See the chapter |