Danieri 11:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vangwaru mukati mavanhu'mu vachaita kuti vamwe vanzwisise kunyange zvazvo vachizoitwa murakatira kufa namapakatwa nomoto uye noutapwa nokupambwa kwamazuva akati kuti. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ʋakacenjera pakati paʋanhu ʋacadzidzisa ʋazhinji; asi ʋacaparadzwa nomunondo, ʋuye nomuraɀo womŋoto, ʋuye nokutapxa, ʋuye nokupambga mazuʋa mazhinji. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Vakachenjera pakati pavanhu vachadzidzisa vazhinji; asi vachaparadzwa nomunondo, uye nomurazvo womoto, uye nokutapwa, uye nokupambwa mazuva mazhinji. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vangwaru mukati mavanhu'mu vachaita kuti vamwe vanzwisise kunyange zvazvo vachizoitwa murakatira kufa namapakatwa nomoto uye noutapwa nokupambwa kwamazuva akati kuti. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 “Vakachenjera vachadzidzisa vazhinji, kunyange kwechinguva vachazourayiwa nomunondo kana kupiswa kana kutapwa kana kupambwa. See the chapterShona BIBLE33 Vakachenjera pakati pavanhu vachadzidzisa vazhinji; asi vachaparadzwa nomunondo, uye nomurazvo womoto, uye nokutapwa, uye nokupambwa mazuva mazhinji. See the chapter |