Danieri 11:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Achafurira achibata vanhu kumeso vanotyora chitenderano ichocho. Asi vanhu chaivo, vanoziva Mwari wavo vachamira vakasimba vachiwana zvokuita. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋanoitira suŋgano ɀakaipa, ucaʋatsausa nokuɓata kumeso; asi ʋanhu ʋanoziʋa Mŋari waʋo, ʋacaʋa nesimba, ʋacaita maɓasa makuru. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Vanoitira sungano zvakaipa, achavatsausa nokubata kumeso; asi vanhu vanoziva Mwari wavo, vachava nesimba, vachaita mabasa makuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Achafurira achibata vanhu kumeso vanotyora chitenderano ichocho. Asi vanhu chaivo, vanoziva Mwari wavo vachamira vakasimba vachiwana zvokuita. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Nokubata kumeso achatsausa avo vakaputsa sungano asi vanhu vanoziva Mwari wavo vachamudzivisa kwazvo. See the chapterShona BIBLE32 Vanoitira sungano zvakaipa, achavatsausa nokubata kumeso; asi vanhu vanoziva Mwari wavo, vachava nesimba, vachaita mabasa makuru. See the chapter |