Online Bible

- Advertisements -

Danieri 11:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Hondo dzichabva kwaari dzichisvikon'oresa Temberi nenhare yokuzvidzivirira nayo muhondo dzicharegesawo mupiro wokupisa unogaroitwa. Uye vachamisa chimwe chisingambodiwa zvacho naMwari chinon'oresa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Hondo dzicamutswa naye, dzicamhura nɀimbo tȿene, iyo nhare, ʋacabvisa cipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, ndokumutsa cinonyaŋgadza cinoparadza.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Hondo dzichamutswa naye, dzichamhura nzvimbo tsvene, iye nhare, vachabvisa chipiriso chinopiswa nguva dzose, ndokumutsa chinonyangadza chinoparadza.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Hondo dzichabva kwaari dzichisvikon'oresa Temberi nenhare yokuzvidzivirira nayo muhondo dzicharegesawo mupiro wokupisa unogaroitwa. Uye vachamisa chimwe chisingambodiwa zvacho naMwari chinon'oresa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 “Mauto ake akapakata zvombo achasimuka kuti asvibise nhare yetemberi uye achadzivisa chibayiro chamazuva ose. Ipapo vachamisa chinonyangadza chinokonzera kuparadzwa.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

31 Hondo dzichamutswa naye, dzichamhura nzvimbo tsvene, iye nhare, vachabvisa chipiriso chinopiswa nguva dzose, ndokumutsa chinonyangadza chinoparadza.

See the chapter Copy

Danieri 11:31

Follow us:

Advertisements

Advertisements