Danieri 11:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Sokuti ngarava dzokuKitimu dzichauya kuzomurwisa, zvino iye achatya agopishinuka odzokera kwaabva agosvikopedzera ushungushungu pakurwisa chitenderano chinoera. Achadzoka achiwirirana navanhu vakafuratira chitenderano chinoera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Nokuti ɀikepe ɀeKitimi ɀicaʋuya kuzorwa naye; naiɀoɀo ucaʋora mŋoyo, ndokudzoka akatsamŋa pamsoro pesuŋgano, ndokuita seɀaanoɗa; ucadzoka, ndokuʋa nehanya naʋakaramba suŋgano tȿene. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Nokuti zvikepe zveKitimi zvichauya kuzorwa naye; naizvozvo achaora mwoyo, ndokudzoka akatsamwa pamusoro pesungano, ndokuita sezvaanoda; achadzoka, ndokuva nehanya navakaramba sungano tsvene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Sokuti ngarava dzokuKitimu dzichauya kuzomurwisa, zvino iye achatya agopishinuka odzokera kwaabva agosvikopedzera ushungushungu pakurwisa chitenderano chinoera. Achadzoka achiwirirana navanhu vakafuratira chitenderano chinoera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Zvikepe zvokuzviwi zvokumavirira zvichamupikisa, uye iye achaora mwoyo. Ipapo achadzokera kwaabva agondopedzera shungu dzake pamusoro pesungano tsvene. Achadzokera agondofarira vaya vanorasa sungano tsvene. See the chapterShona BIBLE30 Nokuti zvikepe zveKitimi zvichauya kuzorwa naye; naizvozvo achaora mwoyo, ndokudzoka akatsamwa pamusoro pesungano, ndokuita sezvaanoda; achadzoka, ndokuva nehanya navakaramba sungano tsvene. See the chapter |