Danieri 11:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ipapo iye achadzokera kunyika yake akagukuchira chaizvo zvinhu, asi mwoyo wake unenge uri pakurwisa chitenderano chinoera ichi. Ipapo achaita zvaanoda obva azodzokera kunyika yake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ipapo ucadzokera kunyika yake nenhumbi zhinji; mŋoyo wake ucaʋeŋga suŋgano, ucaita seɀaanoɗa, ndokudzokera kunyika yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Ipapo achadzokera kunyika yake nenhumbi zhinji; mwoyo wake uchavenga sungano, achaita sezvaanoda, ndokudzokera kunyika yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ipapo iye achadzokera kunyika yake akagukuchira chaizvo zvinhu, asi mwoyo wake unenge uri pakurwisa chitenderano chinoera ichi. Ipapo achaita zvaanoda obva azodzokera kunyika yake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mambo woKumusoro achadzokera kunyika yokwake nepfuma zhinji, asi mwoyo wake uchavenga sungano tsvene. Achairwisa agodzokera kunyika yokwake. See the chapterShona BIBLE28 Ipapo achadzokera kunyika yake nenhumbi zhinji; mwoyo wake uchavenga sungano, achaita sezvaanoda, ndokudzokera kunyika yake. See the chapter |