Danieri 11:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Achakoka simba agoita chivindi chokundorwisa mambo wokumaodzanyemba nehondo huru yavarwi. Mambowo wokumaodzanyemba acharwisawo aine hondo huru huru kwazvo ine simba asi haambopamira nokuti acharukirwa mazano. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo ucamutsira mambo wezasi simba rake nomŋoyo wake, anehondo huru; mambo wezasi ucarwa anehondo huru kwaɀo inesimba; asi haaŋgamiri, nokuti ʋacamutandira mano. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 “Ipapo achamutsira mambo wezasi simba rake nomwoyo wake, ane hondo huru kwazvo ine simba; asi haangamiri, nokuti vachamutandira mano. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Achakoka simba agoita chivindi chokundorwisa mambo wokumaodzanyemba nehondo huru yavarwi. Mambowo wokumaodzanyemba acharwisawo aine hondo huru huru kwazvo ine simba asi haambopamira nokuti acharukirwa mazano. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 “Nehondo huru achamutsa simba rake nokushinga kwake kuti arwise mambo weZasi. Mambo weZasi acharwa naye nehondo huru kwazvo uye hondo ine simba kwazvo, asi haazogoni kumira nokuda kwamano aakarongerwa. See the chapterShona BIBLE25 “Ipapo achamutsira mambo wezasi simba rake nomwoyo wake, ane hondo huru kwazvo ine simba; asi haangamiri, nokuti vachamutandira mano. See the chapter |