Danieri 11:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Panzvimbo pake pachamuka munhu anoshoreka asina kumbopiwa ukuru hwoumambo. Achangoyerekana apindamo agowana umambo nounyengedzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Panɀimbo yake kucamuka munhu unofanira kuɀidzwa, wakaŋga asinokupiwa kukudzwa kwoʋushe; asi iye ucaȿika neŋguʋa yokufara kwaʋanhu, ndokutora ʋushe nokuɓata kumeso. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 “Panzvimbo yake kuchamuka munhu anofanira kuzvidzwa, akanga asina kupiwa kukudzwa kwoushe; asi iye achasvika nenguva yokufara kwavanhu, ndokutora ushe nokubata kumeso. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Panzvimbo pake pachamuka munhu anoshoreka asina kumbopiwa ukuru hwoumambo. Achangoyerekana apindamo agowana umambo nounyengedzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Achatsiviwa nomunhu anozvidzwa asina kumbopiwa rukudzo rwoumambo. Iye achapamba umambo panguva iyo vanhu vanenge vakadekara, uye achahubvuta nenzira yokubata kumeso. See the chapterShona BIBLE21 “Panzvimbo yake kuchamuka munhu anofanira kuzvidzwa, akanga asina kupiwa kukudzwa kwoushe; asi iye achasvika nenguva yokufara kwavanhu, ndokutora ushe nokubata kumeso. See the chapter |