Online Bible

- Advertisements -

Danieri 11:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Achafunga zvokuuya nesimba rake rose roumambo achiuya nezvingaunze rugare agosvikozviita. Achamupa mhandara yomukadzi yokuti aparadze nayo nyika iyoyo asi hazvizoitika kana kumubatsira.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ipapo ucashiŋgaira kuʋuya nesimba roʋushe bgake bgose, anesuŋgano yake; ucaita iɀoɀo, ucamupa mŋanasikana waʋakadzi, kuti amuparadze; asi ɀicakona, haana‐caacawana.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 “Ipapo achashingaira kuuya nesimba roushe hwake hwose, ane sungano yake; achaita izvozvo, achamupa mwanasikana wavakadzi, kuti amuparadze; asi zvichakona, haana chaachawana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 “Achafunga zvokuuya nesimba rake rose roumambo achiuya nezvingaunze rugare agosvikozviita. Achamupa mhandara yomukadzi yokuti aparadze nayo nyika iyoyo asi hazvizoitika kana kumubatsira.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Achashingaira kuti auye navane simba voumambo hwake hwose uye achabatana namambo weZasi. Uye achamupa mwanasikana wake kuti amuwane kuitira kuti aparadze umambo, asi urongwa hwake hahuzobudiriri kana kumubatsira.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

17 “Ipapo achashingaira kuuya nesimba roushe hwake hwose, ane sungano yake; achaita izvozvo, achamupa mwanasikana wavakadzi, kuti amuparadze; asi zvichakona, haana chaachawana.

See the chapter Copy

Danieri 11:17

Follow us:

Advertisements

Advertisements