Online Bible

- Advertisements -




Danieri 11:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvino mambo wokuchamhembe achauya ovaka chinenge musana wenzou chokukombesa nacho guta agorikurira, guta rakanyatsovakirirwa netsvingo. Varwi vehondo yokumaodzanyemba havambopamira kunyange zvikwata zvenyanzvi dzake dzavarwi nokuti simba rokumira panenge pasisina.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino mambo wokumsoro ucaȿika, ndokuʋatutira murwi wokurwa, ndokukunda guta rakaʋakirwa kwaɀo; hondo dzezasi hadziŋgagoni kumira, kunyaŋge naʋanhu ʋake ʋakatsaurwa, ʋuye ʋacashaiwa simba rokumira naro.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino mambo wokumusoro achasvika, ndokuvatutira murwi wokurwa, ndokukunda guta rakavakirwa kwazvo; hondo dzezasi handingagoni kumira, kunyange navanhu vake vakatsaurwa, uye vachashayiwa simba rokumira naro.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Zvino mambo wokuchamhembe achauya ovaka chinenge musana wenzou chokukombesa nacho guta agorikurira, guta rakanyatsovakirirwa netsvingo. Varwi vehondo yokumaodzanyemba havambopamira kunyange zvikwata zvenyanzvi dzake dzavarwi nokuti simba rokumira panenge pasisina.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Ipapo mambo woKumusoro achauya agovaka mirwi yokurwisa uye achapamba guta rakakomberedzwa, Mauto eZasi achashaya simba rokuzvidzivirira; kunyange mapoka emhare dzavo achashaya simba rokumira.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

15 Zvino mambo wokumusoro achasvika, ndokuvatutira murwi wokurwa, ndokukunda guta rakavakirwa kwazvo; hondo dzezasi handingagoni kumira, kunyangwe navanhu vake vakatsaurwa, uye vachashayiwa simba rokumira naro.

See the chapter Copy




Danieri 11:15

Follow us:

Advertisements


Advertisements