Danieri 11:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Munguva idzodzo, vazhinji vachamukira mambo wokumaodzanyemba, uye vanhu voutsinye pakati pavanhu vokwako vachamukawo kuti vazadzise chiratidzo ichochi asi vachakundika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Neŋguʋa idzo ʋazhinji ʋacamukira mambo wezasi; ʋuye ʋana ʋaʋanopeŋga pakati paʋanhu ʋako ʋacaɀikudza, kuti ʋasimbise ɀawakaratidzwa; asi ʋacaparadzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Nenguva idzo vazhinji vachamukira mambo wezasi; uye vana vavanopenga pakati pavanhu vako vachazvikudza, kuti vasimbise zvawakaratidzwa; asi vachaparadzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Munguva idzodzo, vazhinji vachamukira mambo wokumaodzanyemba, uye vanhu voutsinye pakati pavanhu vokwako vachamukawo kuti vazadzise chiratidzo ichochi asi vachakundika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “Munguva idzodzo vazhinji vachamukira mambo weZasi. Varume vechisimba pakati pavanhu vokwako vachakumukira kuti chiratidzo chizadziswe, asi havangakundi. See the chapterShona BIBLE14 Nenguva idzo vazhinji vachamukira mambo wezasi; uye vana vavanopenga pakati pavanhu vako vachazvikudza, kuti vasimbise zvawakaratidzwa; asi vachaparadzwa. See the chapter |