Danieri 10:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ipapo ndakasiyiwa ndangova ndoga ndichiona chiratidzo ichocho chikuru asi ndisisina simba. Kunyatsoonekerawo kwouso hwangu kwakasanduka zvinotyisa ndikapera simba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ini ndikasiyiwa ndiri ndoga, ndikaʋona cinhu ici cikuru candakaratidzwa, ndikapererwa nesimba; nokuti kunaka kweciso caŋgu kwakashanduka kuipa mukati maŋgu, ndikasazoʋa nesimba. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Ini ndikasiyiwa ndiri ndoga, ndikaona chinhu ichi chikuru chandakaratidzwa, ndikapererwa nesimba; nokuti kunaka kwechiso changu kwakashanduka kuipa mukati mangu, ndikasazova nesimba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ipapo ndakasiyiwa ndangova ndoga ndichiona chiratidzo ichocho chikuru asi ndisisina simba. Kunyatsoonekerawo kwouso hwangu kwakasanduka zvinotyisa ndikapera simba. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Saka ndakasiyiwa ndiri ndoga, ndakatarira kuchiratidzo ichi chikuru; ndakanga ndisisina simba, chiso changu chakashanduka chikatsvukuruka uye ndakanga ndapererwa. See the chapterShona BIBLE8 Ini ndikasiyiwa ndiri ndoga, ndikaona chinhu ichi chikuru chandakaratidzwa, ndikapererwa nesimba; nokuti kunaka kwechiso changu kwakashanduka kuipa mukati mangu, ndikasazova nesimba. See the chapter |