Online Bible

- Advertisements -

Danieri 10:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Ndokubva mumwe akaita sevanakomana vavanhu andigunzva miromo. Ndakashamisa muromo ndikataura kune uya akanga amire pamberi pangu kuti, “Changamire chiratidzo chiya ichi chakonzera kuti ndive nokurwadziwa kwandava nako handichisina simba.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ipapo tarira, mumŋe wakafanana naʋanakomana ʋaʋanhu akagunɀa miromo yaŋgu; ɀino ndikashamisa muromo waŋgu, ndikataura, ndikati kunaiye wakaŋga amire pamberi paŋgu: Haiwa, ishe waŋgu, ndaɓatwa nokutya kukuru, handicinesimba nokuɗa kweɀandakaratidzwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ipapo tarira, mumwe akafanana navanakomana vavanhu akagunzva miromo yangu; zvino ndikashamisa muromo wangu, ndikataura, ndikati kuna iye akanga amire pamberi pangu, ‘Aiwa, ishe wangu, ndabatwa nokutya kukuru, handichina simba nokuda kwezvandakaratidzwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Ndokubva mumwe akaita sevanakomana vavanhu andigunzva miromo. Ndakashamisa muromo ndikataura kune uya akanga amire pamberi pangu kuti, “Changamire chiratidzo chiya ichi chakonzera kuti ndive nokurwadziwa kwandava nako handichisina simba.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Ipapo mumwe akanga akafanana nomunhu akabata muromo wangu, ini ndikashamisa muromo wangu ndokutanga kutaura. Ndakati kune akanga amire pamberi pangu, “Ini ndabatwa nokurwadziwa nokuda kwechiratidzo, ishe wangu, uye ndapererwa.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

16 Ipapo tarira, mumwe akafanana navanakomana vavanhu akagunzva miromo yangu; zvino ndikashamisa muromo wangu, ndikataura, ndikati kuna iye akanga amire pamberi pangu, ‘Aiwa, ishe wangu, ndabatwa nokutya kukuru, handichina simba nokuda kwezvandakaratidzwa.

See the chapter Copy

Danieri 10:16

Follow us:

Advertisements

Advertisements