Danieri 10:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Paakanditaurira saizvozvi, ndakabva ndati uso pasi tsikitsiki ndokushaya kana neromuromo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino wakati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi neciso caŋgu, ndikashaiwa shoko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 “Zvino akati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi nechiso changu, ndikashayiwa shoko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Paakanditaurira saizvozvi, ndakabva ndati uso pasi tsikitsiki ndokushaya kana neromuromo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Achiri kutaura izvi kwandiri, ndakakotama ndakatsikitsira pasi ndikashaya chokutaura. See the chapterShona BIBLE15 “Zvino akati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi nechiso changu, ndikashayiwa shoko. See the chapter |