Danieri 10:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndauya kuitira kuti unzwisise zvichawira vanhu vokwako mumazuva anotevera, nokuti chiratidzo ichochi ndechamazuva ari kuuya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino ndaʋuya kuzokuziʋisa ɀicaitirwa ʋanhu ʋako namazuʋa okupedzisira; nokuti ɀawakaratidzwa ndeɀamazuʋa mazhinji aci’ko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvino ndauya kuzokuzivisa zvichaitirwa vanhu vako namazuva okupedzisira; nokuti zvawakaratidzwa ndezvamazuva mazhinji achazouya.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndauya kuitira kuti unzwisise zvichawira vanhu vokwako mumazuva anotevera, nokuti chiratidzo ichochi ndechamazuva ari kuuya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Zvino ndauya kuzokutsanangurira zvichaitika kuvanhu vako pamazuva anouya, nokuti chiratidzo ndechenguva ichauya.” See the chapterShona BIBLE14 Zvino ndauya kuzokuzivisa zvichaitirwa vanhu vako namazuva okupedzisira; nokuti zvawakaratidzwa ndezvamazuva mazhinji achazouya.’ See the chapter |