Online Bible

- Advertisements -




Danieri 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Mambo akaudza mumwe muyuniki aiva muranda wake mukuru ainzi Ashipenazi kuti auye navamwe vanhu vechiIsiraeri asi vaifanira kuva vokumbahuru vane chiremera,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Mambo akaʋudza Ashpenazi, mutariri waʋaranda ʋake, kuti aʋuye naʋamŋe ʋana ʋaIsraeri, ʋorudzi rwamambo norwamacinda;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Mambo akaudza Ashipenazi, mutariri wavaranda vake, kuti auye navamwe vana vaIsiraeri, vorudzi rwamambo norwamachinda;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Mambo akaudza mumwe muyuniki aiva muranda wake mukuru ainzi Ashipenazi kuti auye navamwe vanhu vechiIsiraeri asi vaifanira kuva vokumbahuru vane chiremera,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Ipapo mambo akarayira Ashipenazi, mukuru wavatariri veruvazhe, kuti apinze vamwe vavaIsraeri kubva mumhuri youshe nemhuri yemakurukota,

See the chapter Copy

Shona BIBLE

3 Mambo akaudza Ashipenazi, mutariri wavaranda vake, kuti auye navamwe vana VaIsiraeri, vorudzi rwamambo norwamachinda;

See the chapter Copy




Danieri 1:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements